Your Cart
Loading

Kukura kwangu

On Sale
$30.00
$30.00
Added to cart

Zvishuwozvemoyo musikana akararama hupenyu hwakamutorera zvinhu zvese.Chikoro, mufaro, nerudo zvakanyangarika. Akaita sarudzo dzakamumanikidza muhupenyu hwake uye akaita zvikanganiso zvisiri zvake. Akasara oga, ainemutoro wairema kupfuura zera rake. Kukura kwangu- inyaya yechokwadi yemusikana akarwa kuti anzwike munyika izere zvikukutu. Inyaya yekurwadziwa, kutsungirira, uye nemoyo wakaramba kudzimwa.

You will get a PDF (349KB) file